Genesisi 27:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Zvisinei, Isau akatanga kuvengera Jakobho chikomborero chaakanga apiwa nababa vake,+ uye aiti nechemumwoyo: “Mazuva ekuchema baba ari kuswedera.+ Kana vangofa ndiri kuda kuuraya munin’ina wangu Jakobho.”
41 Zvisinei, Isau akatanga kuvengera Jakobho chikomborero chaakanga apiwa nababa vake,+ uye aiti nechemumwoyo: “Mazuva ekuchema baba ari kuswedera.+ Kana vangofa ndiri kuda kuuraya munin’ina wangu Jakobho.”