Eksodho 12:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Pazuva rekutanga muchaita kuungana kutsvene, uye pazuva rechinomwe muchaitazve kumwe kuungana kutsvene. Hapana basa rinofanira kuitwa pamazuva aya.+ Basa chete rinogona kuitwa nemunhu* wese nderekugadzira zvaanenge achida kudya.
16 Pazuva rekutanga muchaita kuungana kutsvene, uye pazuva rechinomwe muchaitazve kumwe kuungana kutsvene. Hapana basa rinofanira kuitwa pamazuva aya.+ Basa chete rinogona kuitwa nemunhu* wese nderekugadzira zvaanenge achida kudya.