Eksodho 19:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mozisi akabva akwira kuna Mwari wechokwadi, uye Jehovha akamushevedza ari mugomo,+ achiti: “Unofanira kuudza imba yaJakobho izvi uye uzivise vaIsraeri kuti,
3 Mozisi akabva akwira kuna Mwari wechokwadi, uye Jehovha akamushevedza ari mugomo,+ achiti: “Unofanira kuudza imba yaJakobho izvi uye uzivise vaIsraeri kuti,