Eksodho 23:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Unofanira kuita basa rako mazuva matanhatu; asi pazuva rechinomwe haufaniri kushanda, kuitira kuti nzombe yako nedhongi rako zvizorore uye kuti mwanakomana wemurandasikana wako nemutorwa vazorore.+
12 “Unofanira kuita basa rako mazuva matanhatu; asi pazuva rechinomwe haufaniri kushanda, kuitira kuti nzombe yako nedhongi rako zvizorore uye kuti mwanakomana wemurandasikana wako nemutorwa vazorore.+