Eksodho 32:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Yeukai vashumiri venyu Abrahamu, Isaka, naIsraeri, vamakavimbisa muchipika nemi pachenyu muchiti: ‘Ndichaita kuti vana* venyu vawande senyeredzi dzekudenga,+ uye ndichapa vana* venyu nyika yese iyi yandakasarudza, kuti vaitore ive yavo zvachose.’”+
13 Yeukai vashumiri venyu Abrahamu, Isaka, naIsraeri, vamakavimbisa muchipika nemi pachenyu muchiti: ‘Ndichaita kuti vana* venyu vawande senyeredzi dzekudenga,+ uye ndichapa vana* venyu nyika yese iyi yandakasarudza, kuti vaitore ive yavo zvachose.’”+