Eksodho 33:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi iye akati: “Ndichaita kuti kunaka kwangu kwese kupfuure nepamberi pako, uye ndichazivisa zita raJehovha pamberi pako;+ uye ndichanzwira nyasha wandinoda kunzwira nyasha, uye ndichanzwira ngoni wandinoda kunzwira ngoni.”+ Eksodho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 33:19 Nharireyomurindi (Yekudzidza),3/2019, p. 26 Nharireyomurindi,12/1/1989, p. 4
19 Asi iye akati: “Ndichaita kuti kunaka kwangu kwese kupfuure nepamberi pako, uye ndichazivisa zita raJehovha pamberi pako;+ uye ndichanzwira nyasha wandinoda kunzwira nyasha, uye ndichanzwira ngoni wandinoda kunzwira ngoni.”+