Revhitiko 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “‘Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese, kwese kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa+ zvachose.’” Revhitiko Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:17 Nharireyomurindi,12/15/2008, p. 325/15/2004, p. 22
17 “‘Uyu murau uchagara uripo kwezvizvarwa zvenyu zvese, kwese kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa+ zvachose.’”