Revhitiko 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Usabiridzira mumwe wako,+ uye usapamba zvinhu zvemunhu.+ Haufaniri kurara usina kubhadhara munhu wemaricho kusvikira mangwanani.+ Revhitiko Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 19:13 Nharireyomurindi (Yekudzidza),12/2021, p. 10
13 Usabiridzira mumwe wako,+ uye usapamba zvinhu zvemunhu.+ Haufaniri kurara usina kubhadhara munhu wemaricho kusvikira mangwanani.+