Revhitiko 20:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 ini ndichabva ndatarisa munhu iyeye pamwe chete nemhuri yake ndakatsamwa.+ Ndichabvisa munhu iyeye pakati pevanhu vake* pamwe nevamwe vese vanenge vabatana naye pakuita unzenza naMoreki.
5 ini ndichabva ndatarisa munhu iyeye pamwe chete nemhuri yake ndakatsamwa.+ Ndichabvisa munhu iyeye pakati pevanhu vake* pamwe nevamwe vese vanenge vabatana naye pakuita unzenza naMoreki.