Revhitiko 20:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “‘Kana murume akatora mukadzi naamai vake, ikoko kuita zvinhu zvakafumuka.*+ Vanofanira kumupisa nemoto pamwe chete nevakadzi vacho,+ kuti tsika dzakafumuka dzirege kuramba dzichiitwa pakati penyu.
14 “‘Kana murume akatora mukadzi naamai vake, ikoko kuita zvinhu zvakafumuka.*+ Vanofanira kumupisa nemoto pamwe chete nevakadzi vacho,+ kuti tsika dzakafumuka dzirege kuramba dzichiitwa pakati penyu.