Revhitiko 20:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Kana mukadzi akaswedera pedyo nemhuka chero ipi zvayo kuti akwirwe nayo,+ munofanira kuuraya mukadzi wacho pamwe chete nemhuka yacho. Anotofanira kuurayiwa pamwe chete nemhuka yacho. Vanhu vacho vanenge vazviurayisa vega.*
16 Kana mukadzi akaswedera pedyo nemhuka chero ipi zvayo kuti akwirwe nayo,+ munofanira kuuraya mukadzi wacho pamwe chete nemhuka yacho. Anotofanira kuurayiwa pamwe chete nemhuka yacho. Vanhu vacho vanenge vazviurayisa vega.*