Revhitiko 20:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Murume anorara nemudzimai wababamudiki vake anyadzisa babamudiki vake.*+ Iye nemukadzi wacho vanofanira kuzvidavirira chivi chavo. Vanofanira kufa vasina mwana.
20 Murume anorara nemudzimai wababamudiki vake anyadzisa babamudiki vake.*+ Iye nemukadzi wacho vanofanira kuzvidavirira chivi chavo. Vanofanira kufa vasina mwana.