Revhitiko 20:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kana murume akatora mudzimai wemukoma kana munin’ina wake, zvinosemesa.+ Anyadzisa mukoma kana munin’ina wake.* Havafaniri kuva nemwana.
21 Kana murume akatora mudzimai wemukoma kana munin’ina wake, zvinosemesa.+ Anyadzisa mukoma kana munin’ina wake.* Havafaniri kuva nemwana.