Revhitiko 20:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Munofanira kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena, shiri dzisina kuchena nedzakachena;+ musaita kuti mhuka kana shiri kana chero chinhu chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri kuti hachina kuchena chikuitei vanhu vanosemesa.+
25 Munofanira kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena, shiri dzisina kuchena nedzakachena;+ musaita kuti mhuka kana shiri kana chero chinhu chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri kuti hachina kuchena chikuitei vanhu vanosemesa.+