Revhitiko 22:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Uyewo, haafaniri kudya mhuka yakafa yega kana kuti chero chinhu chakabvamburwa nemhuka dzesango, ova asina kuchena.+ Ndini Jehovha.
8 Uyewo, haafaniri kudya mhuka yakafa yega kana kuti chero chinhu chakabvamburwa nemhuka dzesango, ova asina kuchena.+ Ndini Jehovha.