Revhitiko 22:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Kana mukono wemombe, wegwai kana wembudzi uchinge waberekwa, ucharamba uina amai vawo kwemazuva manomwe,+ asi kubva pazuva rechi8 zvichienda mberi unenge wava kugamuchirwa kuti ubayirwe sechibayiro chinopisirwa Jehovha nemoto.
27 “Kana mukono wemombe, wegwai kana wembudzi uchinge waberekwa, ucharamba uina amai vawo kwemazuva manomwe,+ asi kubva pazuva rechi8 zvichienda mberi unenge wava kugamuchirwa kuti ubayirwe sechibayiro chinopisirwa Jehovha nemoto.