Revhitiko 25:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 “‘Minda yacho haifaniri kutengeswa zvachose,+ nekuti nyika yacho ndeyangu.+ Nekuti kana ndichikuonai, muri vatorwa uye vanhu vakangopiwa pekugara.+ Revhitiko Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 25:23 Nharireyomurindi,11/15/2011, p. 17
23 “‘Minda yacho haifaniri kutengeswa zvachose,+ nekuti nyika yacho ndeyangu.+ Nekuti kana ndichikuonai, muri vatorwa uye vanhu vakangopiwa pekugara.+