Numeri 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Uye mupristi anofanira kuzvivheyesa semupiro unovheyeswa pamberi paJehovha.+ Icho chinhu chitsvene kumupristi, pamwe chete nechityu* chemupiro unovheyeswa uye gumbo remupiro.+ Zvadaro, muNaziri anogona hake kunwa waini.
20 Uye mupristi anofanira kuzvivheyesa semupiro unovheyeswa pamberi paJehovha.+ Icho chinhu chitsvene kumupristi, pamwe chete nechityu* chemupiro unovheyeswa uye gumbo remupiro.+ Zvadaro, muNaziri anogona hake kunwa waini.