Numeri 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akapindura Mozisi achiti: “Kudai baba vake vanga vamusvipira mate kumeso, aisazonyadziswa kwemazuva manomwe here? Ngaaiswe kwake ega kunze kwemusasa+ kwemazuva manomwe, ozodzoswa hake.” Numeri Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 12:14 “Imbirai Jehovha”! ijwia chits. 7
14 Jehovha akapindura Mozisi achiti: “Kudai baba vake vanga vamusvipira mate kumeso, aisazonyadziswa kwemazuva manomwe here? Ngaaiswe kwake ega kunze kwemusasa+ kwemazuva manomwe, ozodzoswa hake.”