Numeri 26:62 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 62 Vanhurume vese vaibvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira vakanyorwa vakasvika 23 000.+ Havana kunyorwa pakati pevaIsraeri,+ nekuti hapana nhaka yavaizopiwa pakati pevaIsraeri.+
62 Vanhurume vese vaibvira pamwedzi mumwe chete zvichikwira vakanyorwa vakasvika 23 000.+ Havana kunyorwa pakati pevaIsraeri,+ nekuti hapana nhaka yavaizopiwa pakati pevaIsraeri.+