Numeri 28:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Rayira vaIsraeri, uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi chekuti mandiunzira mupiro wangu, chingwa changu. Mipiro yangu inopiswa nemoto inonhuhwirira zvakanaka* kwandiri, inofanira kupiwa panguva yayo.’+
2 “Rayira vaIsraeri, uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi chekuti mandiunzira mupiro wangu, chingwa changu. Mipiro yangu inopiswa nemoto inonhuhwirira zvakanaka* kwandiri, inofanira kupiwa panguva yayo.’+