Dheuteronomi 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Jairi+ mwanakomana waManase akatora nharaunda yese yeAgobhu+ kusvikira kumuganhu wevaGeshuri nevaMaakati,+ akatumidza misha iyoyo yeBhashani zita rake rekuti Havhoti-jairi,*+ kusvikira nhasi.
14 “Jairi+ mwanakomana waManase akatora nharaunda yese yeAgobhu+ kusvikira kumuganhu wevaGeshuri nevaMaakati,+ akatumidza misha iyoyo yeBhashani zita rake rekuti Havhoti-jairi,*+ kusvikira nhasi.