Dheuteronomi 5:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Yeuka kuti iwe wakava muranda munyika yeIjipiti uye kuti Jehovha Mwari wako akakubudisa imomo neruoko rune simba uye neruoko rwakatambanudzwa.+ Ndokusaka Jehovha Mwari wako akakurayira kuti uchengete zuva reSabata.
15 Yeuka kuti iwe wakava muranda munyika yeIjipiti uye kuti Jehovha Mwari wako akakubudisa imomo neruoko rune simba uye neruoko rwakatambanudzwa.+ Ndokusaka Jehovha Mwari wako akakurayira kuti uchengete zuva reSabata.