Dheuteronomi 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 kuti utye Jehovha Mwari wako, wochengeta mirau yake yese nemirayiro yake yandiri kukurayira, iwe nemwanakomana wako nemuzukuru wako,+ mazuva ese eupenyu hwako, kuti urarame kwenguva refu.+
2 kuti utye Jehovha Mwari wako, wochengeta mirau yake yese nemirayiro yake yandiri kukurayira, iwe nemwanakomana wako nemuzukuru wako,+ mazuva ese eupenyu hwako, kuti urarame kwenguva refu.+