Dheuteronomi 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Panguva iyoyo Jehovha akati kwandiri, ‘Veza mahwendefa maviri ematombo akaita seekutanga,+ ukwire kwandiri mugomo; unofanirawo kuzvigadzirira areka yemuti.
10 “Panguva iyoyo Jehovha akati kwandiri, ‘Veza mahwendefa maviri ematombo akaita seekutanga,+ ukwire kwandiri mugomo; unofanirawo kuzvigadzirira areka yemuti.