Dheuteronomi 11:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jehovha achadzingawo marudzi ese aya pamberi penyu,+ uye muchatora nyika dzemarudzi makuru ane vanhu vakawanda kukupfuurai.+
23 Jehovha achadzingawo marudzi ese aya pamberi penyu,+ uye muchatora nyika dzemarudzi makuru ane vanhu vakawanda kukupfuurai.+