-
Dheuteronomi 18:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Nekuti munhu wese anoita zvinhu izvi anosemesa Jehovha, uye nemhaka yemaitiro aya anosemesa, Jehovha Mwari wako ari kuvadzinga pamberi pako.
-