Dheuteronomi 25:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 “Kana vanhu vakanetsana, uye vakauya nenyaya yavo kuvatongi,+ vatongi vacho vachavatonga vozivisa kuti munhu akarurama haana mhosva uye munhu akaipa ane mhosva.+
25 “Kana vanhu vakanetsana, uye vakauya nenyaya yavo kuvatongi,+ vatongi vacho vachavatonga vozivisa kuti munhu akarurama haana mhosva uye munhu akaipa ane mhosva.+