-
Dheuteronomi 26:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Handina kuzvidya panguva yandaichema, kana kubvisa zvimwe zvacho pandakanga ndisina kuchena kana kupa zvimwe zvacho ndichiitira munhu akafa. Ndakateerera inzwi raJehovha Mwari wangu uye ndakaita zvese zvamakandirayira.
-