Dheuteronomi 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jehovha achaita kuti uve musoro, kwete muswe; uye uchava pamusoro,+ kwete pasi, kana uchinge waramba uchiteerera mirayiro yaJehovha Mwari wako yandiri kukurayira nhasi kuti uichengete uye uiite.
13 Jehovha achaita kuti uve musoro, kwete muswe; uye uchava pamusoro,+ kwete pasi, kana uchinge waramba uchiteerera mirayiro yaJehovha Mwari wako yandiri kukurayira nhasi kuti uichengete uye uiite.