Joshua 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zvino Joshua akamuka mangwanani-ngwanani, akasimuka nevaIsraeri* vese kubva paShitimu+ vakasvika paRwizi rwaJodhani. Vakarara ipapo vasati vayambuka.
3 Zvino Joshua akamuka mangwanani-ngwanani, akasimuka nevaIsraeri* vese kubva paShitimu+ vakasvika paRwizi rwaJodhani. Vakarara ipapo vasati vayambuka.