-
Vatongi 3:28Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Akabva ati kwavari: “Nditeverei, nekuti Jehovha aisa vavengi venyu, vaMoabhi, mumaoko enyu.” Saka vakamutevera, vakanomira pamazambuko aJodhani kuti vatadzise vaMoabhi kuyambuka, uye havana kubvumira chero munhu upi zvake kuyambuka.
-
-
VatongiBhuku Rinobatsira Kutsvakurudza
-
-
w04 3/15 p. 31
-