-
Vatongi 9:9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Asi muorivhi wakati kwairi, ‘Ndingasiya mafuta angu avanokudza nawo Mwari nevanhu, kuti ndiende kunozunguzwa nemhepo ndichioneka pamusoro pemimwe miti here?’
-