Vatongi 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Uchava nepamuviri wobereka mwanakomana, uye hapana chisvo chinofanira kuveura musoro wake,+ nekuti mwana wacho achava muNaziri waMwari kubva paanoberekwa,* uye achatungamirira pakuponesa Israeri muruoko rwevaFiristiya.”+ Vatongi Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 13:5 Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri nwt p. 1961 Samsoni Anokunda Nesimba Rinobva Kuna Jehovha! w05 3/15 p. 25
5 Uchava nepamuviri wobereka mwanakomana, uye hapana chisvo chinofanira kuveura musoro wake,+ nekuti mwana wacho achava muNaziri waMwari kubva paanoberekwa,* uye achatungamirira pakuponesa Israeri muruoko rwevaFiristiya.”+
13:5 Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri nwt p. 1961 Samsoni Anokunda Nesimba Rinobva Kuna Jehovha! w05 3/15 p. 25