1 Samueri 10:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Dzika utungamire kuGirigari,+ uye ini ndichauya kwauri ikoko kuti ndipe zvibayiro zvinopiswa, nezvibayiro zverugare. Urambe wakamirira kwemazuva 7 kusvikira ndauya kwauri. Uye ndichakuudza zvaunofanira kuita.”
8 Dzika utungamire kuGirigari,+ uye ini ndichauya kwauri ikoko kuti ndipe zvibayiro zvinopiswa, nezvibayiro zverugare. Urambe wakamirira kwemazuva 7 kusvikira ndauya kwauri. Uye ndichakuudza zvaunofanira kuita.”