-
1 Samueri 13:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Akaramba akamirira kwemazuva 7 kusvikira nguva yakanga yataurwa naSamueri yakwana; asi Samueri haana kusvika kuGirigari, uye vanhu vakanga vachipararira vachimusiya.
-