1 Samueri 13:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Samueri akabva ati kuna Sauro: “Waita zvinhu zveupenzi. Hauna kuteerera murayiro wawakapiwa naJehovha Mwari wako.+ Kudai wanga wadaro, Jehovha angadai asimbisa umambo hwako pavaIsraeri nekusingaperi.
13 Samueri akabva ati kuna Sauro: “Waita zvinhu zveupenzi. Hauna kuteerera murayiro wawakapiwa naJehovha Mwari wako.+ Kudai wanga wadaro, Jehovha angadai asimbisa umambo hwako pavaIsraeri nekusingaperi.