1 Samueri 16:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Asi Samueri akati: “Ndingaenda sei? Kana Sauro akanzwa nezvazvo achandiuraya.”+ Jehovha akapindura kuti: “Tora tsiru uende naro wobva wati, ‘Ndauya kuzobayira kuna Jehovha.’
2 Asi Samueri akati: “Ndingaenda sei? Kana Sauro akanzwa nezvazvo achandiuraya.”+ Jehovha akapindura kuti: “Tora tsiru uende naro wobva wati, ‘Ndauya kuzobayira kuna Jehovha.’