-
1 Samueri 16:20Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
20 Saka Jese akatora dhongi akaritakudza chingwa, nehomwe yedehwe yewaini, nembudzi diki, akazvitumira nemwanakomana wake Dhavhidhi kuna Sauro.
-