-
1 Samueri 20:21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
21 Pandichatuma muranda, ndichati, ‘Enda unotsvaga miseve.’ Kana ndikati kumuranda wacho, ‘Miseve iri kudivi rako iri, itore,’ unogona hako kudzoka, nekuti chokwadi naJehovha mupenyu, zvinoreva kuti kune rugare uye hapana chekutya.
-