-
1 Samueri 25:36Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
36 Gare gare Abhigairi akadzokera kwaiva naNabhari, uyo akanga achidya kunge mambo ari mumba make, uye mwoyo waNabhari waifara, uye akanga akadhakwa kusvika pekupedzisira. Haana kana chaakamuudza kusvikira kwaedza.
-
-
1 SamueriBhuku Rinobatsira Kutsvakurudza
-
-
ia chits. 9 ndim. 20
w09 7/1 p. 21
-