-
2 Samueri 2:24Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
24 Joabhi naAbhishai vakadzingirira Abhineri. Zuva parakanga rava kudoka, vakasvika pachikomo cheAma, chiri pakatarisana neGiya, panzira inoenda kurenje reGibhiyoni.
-