-
2 Samueri 10:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 VaAmoni pavakaona kuti vaSiriya vakanga vatiza, vakabva vatizawo Abhishai vakapinda muguta. Pashure paizvozvo Joabhi akadzoka kubva kuvaAmoni, akasvika kuJerusarema.
-