2 Samueri 16:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Abhishai mwanakomana waZeruya+ akabva ati kuna mambo: “Imbwa iyi yakafa+ ingatuka ishe wangu mambo here?+ Regai ndimuendere ikoko ndimudimbure musoro.”+ 2 Samueri Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 16:9 Kukunda Zvakaipa w99 5/1 p. 32
9 Abhishai mwanakomana waZeruya+ akabva ati kuna mambo: “Imbwa iyi yakafa+ ingatuka ishe wangu mambo here?+ Regai ndimuendere ikoko ndimudimbure musoro.”+