2 Samueri 21:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Akabva avaisa mumaoko evaGibhiyoni, avo vakabva vaturika zvitunha zvavo mugomo pamberi paJehovha.+ Vese vari 7 vakafa pamwe chete; vakaurayiwa mazuva ekukohwa achangotanga, panguva yekutanga kukohwa bhari. 2 Samueri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 21:9 Nharireyomurindi (Yekudzidza),3/2022, p. 13
9 Akabva avaisa mumaoko evaGibhiyoni, avo vakabva vaturika zvitunha zvavo mugomo pamberi paJehovha.+ Vese vari 7 vakafa pamwe chete; vakaurayiwa mazuva ekukohwa achangotanga, panguva yekutanga kukohwa bhari.