-
1 Madzimambo 3:21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
21 Pandakamuka mangwanani kuti ndiyamwise mwanakomana wangu, ndakaona akafa. Saka ndakanyatsomuongorora mangwanani, ndikaona kuti akanga asiri mwanakomana wangu wandakanga ndabereka.”
-