1 Madzimambo 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Saka vaIsraeri vese vakanzwa matongero akanga aitwa namambo, uye vakaremekedza* mambo chaizvo,+ nekuti vakaona kuti Mwari akanga amupa uchenjeri hwekuti atonge zvakarurama.+
28 Saka vaIsraeri vese vakanzwa matongero akanga aitwa namambo, uye vakaremekedza* mambo chaizvo,+ nekuti vakaona kuti Mwari akanga amupa uchenjeri hwekuti atonge zvakarurama.+