1 Madzimambo 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Zvese izvi zvakavakwa nematombo anodhura+ akavezwa achiyerwa sezvaidiwa, akachekererwa mukati nekunze nemasaha ekuchekesa matombo, kubva pafaundesheni kusvika kumusoro kwemadziro, uye panze kusvika kuchivanze chikuru.+
9 Zvese izvi zvakavakwa nematombo anodhura+ akavezwa achiyerwa sezvaidiwa, akachekererwa mukati nekunze nemasaha ekuchekesa matombo, kubva pafaundesheni kusvika kumusoro kwemadziro, uye panze kusvika kuchivanze chikuru.+