-
1 Madzimambo 8:18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘Waiva nechido mumwoyo mako chekuvakira zita rangu imba, uye wakaita zvakanaka nekuva nechido ichi mumwoyo mako.
-