1 Madzimambo 8:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Maziso enyu ngaagare akatarisa kuimba iyi siku nesikati, kunzvimbo yamakati, ‘Zita rangu richava ipapo,’+ kuti muteerere munyengetero unopiwa nemuranda wenyu akatarisa kunzvimbo ino.+
29 Maziso enyu ngaagare akatarisa kuimba iyi siku nesikati, kunzvimbo yamakati, ‘Zita rangu richava ipapo,’+ kuti muteerere munyengetero unopiwa nemuranda wenyu akatarisa kunzvimbo ino.+